Genesi 37:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Zvino mumwe murume akamuwana achidzungaira musango; murume akamubvunza, akati, “Unotsvakeiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino mumŋe murume wakamuwana acidzuŋgaira musaŋgo; murume akamubvunza, akati: Unotȿakeiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ipapo mumwe murume akaona Josefi achipukaira musango. Murume uyu akati, “Uri kutsvakei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ipapo mumwe murume akaona Josefi achipukaira musango. Murume uyu akati, “Uri kutsvakei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 mumwe murume akamuwana achidzungaira musango akamubvunza akati, “Uri kutsvakeiko?” Viz kapitola |