Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 Isiraeri akati kuna Josefa, “Vakoma vako havafudzi makwai paShekemu here? Uya ndikutumire kwavari.” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Israeri akati kunaJosefa: Ʋakoma ʋako haʋafudzi makwai paShekemi here — Ʋuya ndikutumire kwaʋari. Iye akati: Ndiri pano haŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvino Isiraeri akati kuna Josefi, “Handiti vakoma vako vari kufudzira zvipfuwo kuShikemu? Uya ndikutume kwavari.” Josefi akati, “Zvakanaka, nditumei henyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvino Isiraeri akati kuna Josefi, “Handiti vakoma vako vari kufudzira zvipfuwo kuShikemu? Uya ndikutume kwavari.” Josefi akati, “Zvakanaka, nditumei henyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 uye Israeri akati kuna Josefa, “Sezvaunoziva, madzikoma ako ari kufudza makwai pedyo neShekemu. Uya, ndikutume kwavari.” Iye akati, “Zvakanaka.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy