Genesi 36:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 Hadhadhi akafa, Samura weMasereka akabata ushe pachigaro chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Hadadi akafa, Samra weMasreka akaɓata ʋushe pacigaro cake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Hadhadhi akazofa, Samira wokuMasareka akabva atonga pachinzvimbo chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Hadhadhi akazofa, Samira wokuMasareka akabva atonga pachinzvimbo chake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Hadhadhi akati afa, Samura aibva kuMasireka akamutevera paumambo. Viz kapitola |