Genesi 36:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Jobhabhu akafa, Hushamu wenyika yava Temani akabata ushe pachigaro chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jobabi akafa, Hushami wenyika yaʋaTemani akaɓata ʋushe pacigaro cake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jobhabhu akazofa ndokubva Hushamu wedunhu revaTemani atonga panzvimbo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jobhabhu akazofa ndokubva Hushamu wedunhu revaTemani atonga panzvimbo yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jobhabhi akati afa, Hushami aibva kunyika yavaTemani akamutevera paumambo. Viz kapitola |