Genesi 36:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Akafa, Jobhabhu, mwanakomana waZera weBhozara akabata ushe pachigaro chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akafa, Jobabi, mŋanakomana waZera weBozra akaɓata ʋushe pacigaro cake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuzoti Bhera afa, Jobhabhu mwanakomana waZera wokuBhozera ndiye akasara akatonga pachinzvimbo chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kuzoti Bhera afa, Jobhabhu mwanakomana waZera wokuBhozera ndiye akasara akatonga pachinzvimbo chake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Bhera akati afa, Jobhabhi, mwanakomana waZera, aibva kuBhozira akamutevera paumambo. Viz kapitola |