Genesi 36:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Ava ndivo vanakomana vaAna: Dhishoni, naOhoribhama, mukunda waAna. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaAna: Dishoni, naOhoribama, mukunda waAna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ana akabereka mwana mukomana ainzi Dhishani akaberekawo mwanasikana ainzi Ohoribhama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ana akabereka mwana mukomana ainzi Dhishani akaberekawo mwanasikana ainzi Ohoribhama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vanakomana vaAna vaiva: Dishoni naOhoribhama, mwanakomana waAna. Viz kapitola |