Genesi 36:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Ndivo vanakomana vaEsau, ndiwo madzishe avo. Ndiye Edhomu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndiʋo ʋanakomana ʋaEsau, ndiwo madzishe aʋo. Ndiye Edomi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Saka ivava ndivo vanakomana vaEsau kana kuti Edhomu pamwechete namadzishe avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Saka ivava ndivo vanakomana vaEsau kana kuti Edhomu pamwechete namadzishe avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ava ndivo vaiva vanakomana vaEsau (ndiye Edhomu) uye aya ndiwo madzishe avo. Viz kapitola |