Online Bible

- Reklamy -

Genesi 36:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ava ndivo vanakomana vaRueri, mwanakomana waEsau: Ishe Nahati, nashe Zera, nashe Shama, nashe Miza; ndiwo madzishe okwaRueri munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaBhasimati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaReuri, mŋanakomana waEsau: Ishe Nahati, nashe Zera, nashe Shama, nashe Miza; ndiwo madzishe okwaReuri munyika yeEdomi; ndiʋo ʋanakomana ʋaBasemati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mwana waEsau ainzi Rueri akaberekawo vanakomana vakazova madzishe munyika yeEdhomu. Madzishe acho ndeaya: Nahati naZera naShama naMiza ivava ndivo madzishe okwaRueri aigara munyika yeEdhomu akaberekwa naBhasimati mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mwana waEsau ainzi Rueri akaberekawo vanakomana vakazova madzishe munyika yeEdhomu. Madzishe acho ndeaya: Nahati naZera naShama naMiza ivava ndivo madzishe okwaRueri aigara munyika yeEdhomu akaberekwa naBhasimati mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Vanakomana vaReueri, mwanakomana waEsau, vaiva madzishe Nahati, Zera, Shama naMiza. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Reueri muEdhomu; vakanga vari vazukuru vaBhasemati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 36:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy