Genesi 36:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Timuna akanga ari murongo waErifazi, mwanakomana waEsau; iye akaberekera Erifazi Amareki; ndivo vanakomana vaAdha, mukadzi waEsau. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Timna wakaŋga ari muroŋgo waErifazi, mŋanakomana waEsau; iye wakaɓerekera Erifazi Amareki; ndiʋo ʋanakomana ʋaAda, mukadzi waEsau. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Timuna akanga ari murongo waErifazi mwanakomana waEsau, naiyewo akaberekera Erifazi mwana mukomana ainzi Amareki. Ivava ndivo vanakomana vaAdha mukadzi waEsau. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Timuna akanga ari murongo waErifazi mwanakomana waEsau, naiyewo akaberekera Erifazi mwana mukomana ainzi Amareki. Ivava ndivo vanakomana vaAdha mukadzi waEsau. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mwanakomana waEsau, Erifazi naiyewo akanga ano murongo ainzi Timina, uyo akamuberekera Amareki. Ava ndivo vaiva vazukuru vaAdha, mukadzi waEsau. Viz kapitola |