Genesi 3:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero yemiti pamunda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mukadzi akati kunyoka; Tiŋgadya heɗu micero yemiti pamunda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mukadzi akati, “Isu tingadye zvedu michero yose yemiti iri mubindu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mukadzi akati, “Isu tingadye zvedu michero yose yemiti iri mubindu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero inobva mumiti iri mubindu, Viz kapitola |