Genesi 3:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Munhu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ave neni, ndiye wakandipa zvomuti ndikadya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Munhu akati: Mukadzi wamakandipa kuti aʋe neni, ndiye wakandipa ɀomuti ndikadya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Adhamu akati, “Mukadzi wamakandipa kuti ndive naye, ndiye andipa muchero womuti iwoyo ndikadya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.” Viz kapitola |