Genesi 2:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Jehovha Mwari akatora munhu, akamuisa mumunda weEdheni, kuti aurime nokuuchengeta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Jehova Mŋari akatora munhu, akamuisa mumunda weEdeni, kuti aurime nokuuceŋgeta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mwari Tenzi akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni riya kuti aririme arichengete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mwari Tenzi akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni riya kuti aririme arichengete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Jehovha Mwari akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni kuti aririme nokurichengeta. Viz kapitola |