Genesi 2:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 MuEdheni mukabuda rwizi kuzodiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hova ina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 MuEdeni mukaɓuɗa rwizi kuzoɗiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hoʋa inna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kwaiva norwizi rwaibva muEdheni rwaidiridza bindu iroro rwaizobudamo rwokamukana ruchiita nzizi ina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kwaiva norwizi rwaibva muEdheni rwaidiridza bindu iroro rwaizobudamo rwokamukana ruchiita nzizi ina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Rwizi rwaidiridza bindu rwaiyerera ruchibva muEdheni; kubva imomo rwakaparadzana rukava hova ina. Viz kapitola |