Genesi 17:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Abhuramu akawira pasi nechiso chake, Mwari akataura naye, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Abrama akawira pasi neciso cake, Mŋari akataura naye, akati: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Abhuramu akati pasi gwadagwa akatyora uso, Mwari ndokuti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Abhuramu akati pasi gwadagwa akatyora uso, Mwari ndokuti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Abhurama akawira pasi nechiso chake, uye Mwari akati kwaari, Viz kapitola |