Genesi 17:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe, ndichakuwanza kwazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicaita suŋgano yaŋgu pakati paŋgu newe, ndicakuwanza kwaɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndichaita chitenderano changu newe, ndichaitawo kuti uve nezvizvarwa zvakawanda kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndichaita chitenderano changu newe, ndichaitawo kuti uve nezvizvarwa zvakawanda kwazvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndichasimbisa sungano yangu pakati pangu newe uye ndichakukurisa kwazvo.” Viz kapitola |