Genesi 17:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Abhurahamu akati kuna Mwari, “Dai Ishimaeri achirarama hake pamberi penyu!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Abrahama akati kunaMŋari: Ƌai Ishmaeri acirarama hake pamberi penyu! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Abhurahamu akati kuna Mwari, “Madii zvenyu kuchengetera Ishimaeri nhaka iyoyi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Abhurahamu akati kuna Mwari, “Madii zvenyu kuchengetera Ishimaeri nhaka iyoyi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye Abhurahama akati kuna Mwari, “Dai hazvo Ishumaeri agara hake pamaropafadzo enyu!” Viz kapitola |