Genesi 17:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 ndichamuropafadza iye, ndikupe mwanakomana kwaari; ndichamuropafadza iye, kuti ave mai vendudzi; madzimambo avanhu achabva maari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ndicamuropafadza iye, ndikupe mŋanakomana kwaari; ndicamuropafadza iye, kuti aʋe mai ʋendudzi; madzimambo aʋanhu acabva maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndichakomborera Sara akuberekere mwana mukomana. Ndichakomborera Sara, agova amai vendudzi dzavanhu, maari muchabudawo madzimambo avanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndichakomborera Sara akuberekere mwana mukomana. Ndichakomborera Sara, agova amai vendudzi dzavanhu, maari muchabudawo madzimambo avanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndichamuropafadza uye zvirokwazvo ndichakupa mwanakomana naye. Ndichamuropafadza kuitira kuti agozova mai vendudzi; madzimambo amarudzi achabva kwaari.” Viz kapitola |