Online Bible

- Reklamy -




Genesi 17:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 Munhurume asina kudzingiswa, asina kudzingiswa panyama yechikanda chake chapamberi, munhu akadai anofanira kubviswa pakati porudzi rwake, akaputsa sungano yangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Munhurume usina‐kudziŋgiswa, usina‐kudziŋgiswa panyama yecikanda cake capamberi, munhu wakaɗai unofanira kubviswa pakati porudzi rwake; wakaputsa suŋgano yaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Munhurume wose anenge asina kudzingiswa, upenyu hwake nevokwake ngahugurwe nokuti atyora chitenderano changu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Munhurume wose anenge asina kudzingiswa, upenyu hwake nevokwake ngahugurwe nokuti atyora chitenderano changu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Munhurume upi zvake, asina kudzingiswa panyama, achabviswa pavanhu vokwake; aputsa sungano yangu.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 17:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy