Genesi 17:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Mwanakomana ane mazuva masere pakati penyu ngaadzingiswe, mukomana mumwe nomumwe pamarudzi enyu, kana akazvarwa mumba, kana akatengwa nemari kuvatorwa vapi navapi, vasati vari vavana vako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mŋanakomana unamazuʋa masere pakati penyu ŋgaadziŋgiswe, mukomana mumŋe nomumŋe pamarudzi enyu, kana akaɀarwa mumba, kana akateŋgwa nemari kuʋatorwa ʋapi naʋapi, ʋasati ʋari ʋaʋana ʋako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pazvizvarwa zvenyu zvose, mwana mukomana anenge ava namazuva masere okuberekwa pakati penyu ngaadzingiswe, angave mwana womuranda wako akaberekwa mumusha mako kana womuranda wokutenga nemari yako, asiri worudzi rwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pazvizvarwa zvenyu zvose, mwana mukomana anenge ava namazuva masere okuberekwa pakati penyu ngaadzingiswe, angave mwana womuranda wako akaberekwa mumusha mako kana womuranda wokutenga nemari yako, asiri worudzi rwako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kubva kuzvizvarwa zvinotevera, mwanakomana mumwe nomumwe ari pakati penyu ava namazuva masere okuberekwa anofanira kudzingiswa, kusanganisa navaya vakaberekerwa mumba mako kana vakatengwa nemari kumutorwa, vaya vasiri vana vako. Viz kapitola |