Genesi 17:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Mudzingiswe panyama yechikanda chenyu chapamberi, kuti chive chiratidzo chesungano iri pakati pangu nemi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mudziŋgiswe panyama yecikanda cenyu capamberi, kuti ciʋe ciratidzo cesuŋgano iri pakati paŋgu nemi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Munofanira kudzingiswa, uye ichi chichava chiratidzo chesungano pakati pangu newe. Viz kapitola |