Genesi 16:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Dzokera kuna vatenzi vako, uzvidukupise pasi pake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mutumŋa waJehova akati kwaari: Dzokera kuʋatenzi ʋako, uɀiɗukupise pasi pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mutumwa waTenzi akamuti, “Chidzokera kuna vatenzi vako, undozvirereka kwavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mutumwa waTenzi akamuti, “Chidzokera kuna vatenzi vako, undozvirereka kwavari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo mutumwa waJehovha akati kwaari, “Dzokera kuna tenzikadzi wako undozvininipisa pasi pake.” Viz kapitola |