Genesi 16:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Mutumwa waJehovha akamuwana patsime remvura musango, patsime riri panzira inoenda Shuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mutumŋa waJehova akamuwana patsime remvura musaŋgo, patsime riri panzira inoenda Shuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mutumwa waTenzi akawana Hagari ari pachisipiti chemvura chaiva murenje chokunzira inoenda Shuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mutumwa waTenzi akawana Hagari ari pachisipiti chemvura chaiva murenje chokunzira inoenda Shuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mutumwa waJehovha akawana Hagari ari pedyo netsime raiva murenje; rakanga riri tsime rakanga riri parutivi pomugwagwa unoenda kuShuri. Viz kapitola |