Online Bible

- Reklamy -




Genesi 16:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 Hagari akaberekera Abhuramu mwanakomana; Abhuramu akatumidza mwanakomana wake, wakaberekwa naHagari, zita rinonzi Ishimaeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Hagari akaɓerekera Abrama mŋanakomana; Abrama akatumidza mŋanakomana wake, wakaɓerekwa naHagari, zita rinonzi Ishmaeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Saka Hagari akaberekera Abhurama mwanakomana, uye Abhurama akapa zita rokuti Ishumaeri kumwanakomana waakanga abereka.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 16:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy