Online Bible

- Reklamy -

Genesi 16:12 - Shona Bible 1949 revised 2002

12 Iye uchava sembizi pakati pavanhu; ucharwa navanhu vose, navanhu vose vacharwa naye; uchagara akatarisana nehama dzake dzose.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Iye ucaʋa sembizi pakati paʋanhu; ucarwa naʋanhu ʋose, naʋanhu ʋose ʋacarwa naye; ucagara akatarisana nehama dzake dzose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mwana wako achange aine mwoyo wougandanga chaihwo. Achagara akabatira vamwe matemo, ivowo vachigara vakamubatira matemo. Achagara akazvitsaura kuhama dzake dzose akadzitsvukisira maziso.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mwana wako achange aine mwoyo wougandanga chaihwo. Achagara akabatira vamwe matemo, ivowo vachigara vakamubatira matemo. Achagara akazvitsaura kuhama dzake dzose akadzitsvukisira maziso.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Achava mbongoro yomusango: ruoko rwake rucharwa navanhu vose uye ruoko rwavanhu vose rucharwa naye, uye achararama mukupesana nehama dzake dzose.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 16:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy