Genesi 15:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Zvino zuva rakati rovira, Abhuramu ndokubatwa nehope huru; akawirwa nokutya kwakabva parima guru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino zuʋa rakati roʋira, Abrama ndokuɓatwa nehope huru; akawirwa nokutya kwakabva parima guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kuzoti zuva rodoka, Abhuramu akabatwa nehope akakotsira hope dzorufu, akaputirwa nezarima guru raityisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kuzoti zuva rodoka, Abhuramu akabatwa nehope akakotsira hope dzorufu, akaputirwa nezarima guru raityisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zuva parakanga rovira, Abhurama akabatwa nehope huru, uye rima guru rinotyisa rakauya pamusoro pake. Viz kapitola |