Genesi 15:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Ipapo magora akaburukira kunyama, asi Abhuramu wakaadzinga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo magora akaɓurukira kunyama, asi Abrama wakaadziŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo shiri dzinodya nyama dzakaburukira panyama, asi Abhurama akadzidzinga. Viz kapitola |