Online Bible

- Reklamy -




Genesi 14:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakadzoka, vakasvika Enimishipati (rinonziwo Kadheshi), vakakunda nyika yose yavaAmareki, navaAmori, vakanga vagere paHazazoni-tamari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakadzoka, ʋakaȿika Enimishpati (rinonzi ʋo Kadeshi), ʋakakunda nyika yose yaʋaAmareki, naʋaAmori, ʋakaŋga ʋagere paHazazonitamari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakazodzoka vakaenda kuEnimishipati (kana kuti kuKadheshi), vakakurira nyika yose yavaAmereki navaAmori vakanga vagere Hazazonitamari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakazodzoka vakaenda kuEnimishipati (kana kuti kuKadheshi), vakakurira nyika yose yavaAmereki navaAmori vakanga vagere Hazazonitamari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo vakadzokera vakaenda kuEni Mishipati (ndiro Kadheshi), uye vakakunda nyika yose yavaAmareki, pamwe chete navaAmori vakanga vachigara muHazazoni Tamari.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 14:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy