Genesi 14:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akadzosa fuma yose, akadzosa ʋo Roti, hama yake, nefuma yake, naʋakadzi ʋo naʋanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akadzosa zvinhu zvose uye akadzosawo hama yake Roti nepfuma yake, pamwe chete navakadzi navamwe vanhu. Viz kapitola |