Genesi 13:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndicaita ʋana ʋako seguruʋa renyika; kuti kana kunomunhu unogona kuʋereŋga guruʋa renyika, naʋana ʋako ʋaŋgaʋereŋgwa ʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo. Viz kapitola |