Genesi 13:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 nokuti nyika yose yaunoona, ndichaipa iwe navana vako nokusingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti nyika yose yaunoʋona, ndicaipa iwe naʋana ʋako nokusiŋgaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti nyika iyoyi yose yauri kuona ndichaipa kwauri nezvizvarwa zvako nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti nyika iyoyi yose yauri kuona ndichaipa kwauri nezvizvarwa zvako nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nyika yose yauri kuona ndichakupa iwe navana vako nokusingaperi. Viz kapitola |