Genesi 13:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Zvino Roti wakati aparadzana naye, Jehovha akati kuna Abhuramu, “Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutivi rwokumusoro, norwenyasi, norwokumabvazuva, norwokumavirira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Roti wakati aparadzana naye, Jehova akati kunaAbrama: Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutiʋi rwokumsoro, norwenyasi, norwokumabvazuʋa, norwokumaʋirira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti Abhuramu naRoti vaparadzana Tenzi akataurira Abhuramu achiti, “Uri pauri ipapo, tarisa kuchamhembe nokumaodzanyemba, kumabvazuva nokumadokero, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti Abhuramu naRoti vaparadzana Tenzi akataurira Abhuramu achiti, “Uri pauri ipapo, tarisa kuchamhembe nokumaodzanyemba, kumabvazuva nokumadokero, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akati kuna Abhurama shure kwokubva kwaRoti, “Simudza meso ako uri pauri ipapo uye utarire kumusoro nezasi, kumabvazuva nokumavirira. Viz kapitola |