Genesi 13:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa, vaitadzira Jehovha kwazvo-kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋarume ʋeSodoma ʋakaŋga ʋakaipa, ʋaitadzira Jehova kwaɀo‐kwaɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa uye vaitadzira Jehovha kwazvo. Viz kapitola |