Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:4 - Shona Bible 1949 revised 2002

4 Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Naiɀoɀo Abrama wakaenda seɀaakaʋudzwa naJehova; naRoti wakaenda naye. Abrama wakaŋga anamakore anamakumi manomŋe namashanu pakubva kwake Harani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Saizvozvo Abhuramu akasimuka akaenda sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Roti akaendawo naye. Abhuramu akanga ava namakumi manomwe amakore ana makore mashanu paakatama kuHarani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Saizvozvo Abhuramu akasimuka akaenda sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Roti akaendawo naye. Abhuramu akanga ava namakumi manomwe amakore ana makore mashanu paakatama kuHarani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Saka Abhurama akabva, sezvaakanga audzwa naJehovha; uye Roti akaenda naye. Abhurama akanga ava namakore makumi manomwe namashanu okuberekwa paakasimuka kubva paHarani.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy