Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:20 - Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Farao akaraira vamwe varume pamusoro pake, vakamuperekedza iye nomukadzi wake nezvose zvaakanga anazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Farao akaraira ʋamŋe ʋarume pamsoro pake, ʋakamuperekedza iye nomukadzi wake neɀose ɀaakaŋga anaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Farao akatuma vamwe vanhu vake kuti vaburitse Abhuramu nomudzimai wake munyika iyoyo, nezvinhu zvose zvavaiva nazvo vachimuperekedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Farao akatuma vamwe vanhu vake kuti vaburitse Abhuramu nomudzimai wake munyika iyoyo, nezvinhu zvose zvavaiva nazvo vachimuperekedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ipapo Faro akarayira varanda vake pamusoro paAbhurama, vakamurega achienda nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy