Genesi 11:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Jehovha akavaparadzira ipapo, vakapararira panyika yose, vakarega kuvaka guta ravo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova akaʋaparadzira ipapo, ʋakapararira panyika yose, ʋakarega kuʋaka guta raʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akavaparadzanisa vakapararira nenyika yose, vakabva varega kuvaka guta riya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Tenzi akavaparadzanisa vakapararira nenyika yose, vakabva varega kuvaka guta riya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saka Jehovha akavaparadzira pamusoro penyika yose ipapo, uye vakarega kuvaka guta. Viz kapitola |