Genesi 11:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Hendei, tiburuke, tinopesanisa rurimi rwavo ipapo, kuti varege kunzwana kana votaurirana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Hendei, tiɓuruke, tindopesanisa rurimi rwaʋo ipapo, kuti ʋarege kunzwana kana ʋotaurirana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ngatiburukei tindopesanisa mutauro wavo vagorega kunzwana pakutaura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ngatiburukei tindopesanisa mutauro wavo vagorega kunzwana pakutaura.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uyai, ngatiburukei tindovapesanisa mutauro wavo kuti varege kunzwisisana.” Viz kapitola |