Genesi 11:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Jehovha wakaburuka kuzotarira guta norusvingo, rwakanga ruchivakwa navanakomana vavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Jehova wakaɓuruka kuzotarira guta noruȿiŋgo, rwakaŋga ruciʋakwa naʋanakomana ʋaʋanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi Jehovha akaburuka pasi kuti azoona guta neshongwe yakanga ichivakwa navanhu. Viz kapitola |