Genesi 11:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Mazuva aTera akanga ari makore ana mazana maviri namashanu; Tera akafira Harani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Mazuʋa aTera akaŋga ari makore anamazana maʋiri namashanu; Tera akafira Harani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Makore ose pamwechete aTera akagara mazana maviri amakore ana makore mashanu, ndokubva Tera azofira zvake kuHarani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Makore ose pamwechete aTera akagara mazana maviri amakore ana makore mashanu, ndokubva Tera azofira zvake kuHarani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Tera akararama kwamakore mazana maviri namashanu, uye akafira paHarani. Viz kapitola |