Online Bible

- Reklamy -




Genesi 11:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vakataurirana, vachiti, “Uyai, ngatiite zvidhina, tizvipise kwazvo.” Zvidhina zvakava mabwe avo, nebitumini rakava dope ravo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋakataurirana, ʋaciti: Ʋuyai, ŋgatiite ɀitina, tiɀipise kwaɀo. Ɀitina ɀakaʋa mabge aʋo, nebitumini rakaʋa ɗope raʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vakazorangana vachiti, “Ngatikanyei zvidhina tinyatsozvipisa zvakanaka.” Zvidhina ndozvaiva matombo avo, dhaka ravo rokuvakisa riri tara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vakazorangana vachiti, “Ngatikanyei zvidhina tinyatsozvipisa zvakanaka.” Zvidhina ndozvaiva matombo avo, dhaka ravo rokuvakisa riri tara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vakataurirana vakati, “Uyai, ngatiitei zvidhina tigozvipisa kwazvo.” Vakashandisa zvidhina pachinzvimbo chamabwe, uye bhitumini ikava dhaka ravo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy