Genesi 11:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Harani akafa, baba vake Tera vachiri vapenyu, panyika yokuberekwa kwake, paUri yavaKaradhea. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Harani akafa, ɓaɓa ʋake Tera ʋaciri ʋapenyu, panyika yokuɓerekwa kwake, paUri yaʋaKardia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Baba vake Tera vachiri vapenyu Harani akafira muUri ravaKaradhea, munyika yaakaberekerwa, Viz kapitola |