Genesi 11:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Nyika yose yakanga ino rurimi rumwe nokutaura kumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nyika yose yakaŋga inorurimi rumŋe nokutaura kumŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino nyika yose yakanga ino rurimi rumwe chete nokutaura kwakafanana. Viz kapitola |