Online Bible

- Reklamy -




Genesi 1:27 - Shona Bible 1949 revised 2002

27 Mwari akasika munhu nomufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Mŋari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika nomufananidzo waMŋari; akaʋasika murume nomukadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake, akavasika vari munhurume nomunhukadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake, akavasika vari munhurume nomunhukadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 1:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy