Firemoni 1:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Hongu, hama, ngandive nomufaro kwauri munaShe; uzorodze mwoyo wangu muna Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Hoŋo, hama, ŋgandiʋe nomufaro kwauri munaShe; uzorodze mŋoyo waŋgu munaKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Hongu, hama ndinoda rubatsiro kwauri zvichibva muna Tenzi. Chindifaranutsawo mwoyo muna Kristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Hama, ndinoshuva, kuti ndiwane rubatsiro kubva kwauri muna She; zorodza mwoyo wangu muna Kristu. Viz kapitola |