Firemoni 1:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 nokunaAfia, hanzvadzi yedu, nokunaAkipo, murwi pamwechete nesu, nokukereke iri mumba mako: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nokunaApfia, hanɀadzi yeɗu, nokunaArkipo, murwi pamŋe cete nesu, nokukereke iri mumba mako: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kuna Afia hanzvadzi yedu, kuna Akipo murwi pamwe chete nesu uye nokukereke inosangana mumba mako: Viz kapitola |