Firemoni 1:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndinokumbira ɀikuru kwauri pamsoro pomŋana waŋgu, wandakaɓereka pakusuŋgwa kwaŋgu, Onesimo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 ndinokumbira kwauri pamusoro pomwanakomana wangu Onesimasi, akava mwanakomana wangu pakusungwa kwangu. Viz kapitola |