Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 9:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo akati kwandiri, “Zvakaipa zveimba yaIsiraeri naJudha zvakakura kwazvo, nyika izere neropa, neguta rizere nezvisakarurama; nokuti vanoti, ‘Jehovha akabva panyika, Jehovha haaoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo akati kwandiri: Ɀakaipa ɀeimba yaIsraeri naJuda ɀakakura kwaɀo, nyika izere neropa, neguta rizere neɀisakarurama; nokuti ʋanoti: Jehova wakabva panyika, Jehova haaʋoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Iye ndokunditi, “Mhosva yemba yokwaIsiraeri neyokwaJudha yakurisisa. Nyika yazara ropa; guta rizere namaitiro asina ruenzaniso nokuti vanoti Tenzi akafuratira nyika iyi uye Tenzi haaoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Iye ndokunditi, “Mhosva yemba yokwaIsiraeri neyokwaJudha yakurisisa. Nyika yazara ropa; guta rizere namaitiro asina ruenzaniso nokuti vanoti Tenzi akafuratira nyika iyi uye Tenzi haaoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Akandipindura achiti, “Chivi cheimba yaIsraeri neJudha chakura kwazvo; nyika yazara nokuteura ropa uye guta razara nokusaruramisira. Ivo vanoti, ‘Jehovha akaramba nyika; Jehovha haaoni.’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 9:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy