Ezekieri 8:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Zvino tarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuripo, zvakafanana nezvandakaona mubani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakaŋga kuri’po, ɀakafanana neɀandakaʋona muɓani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndakaona mbiri yokuvapo kwaMwari weIsiraeri iripo sezvandakanga ndamboona muchiratidzo chomubani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndakaona mbiri yokuvapo kwaMwari weIsiraeri iripo sezvandakanga ndamboona muchiratidzo chomubani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye ipapo pamberi pangu pakanga pane kubwinya kwaMwari waIsraeri, sapachiratidzo chandakanga ndaona mubani. Viz kapitola |