Ezekieri 7:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Ziso rangu haringapembedzi, handingavi netsitsiwo; ndichauyisa pamusoro pako zvakafanira nzira dzako; zvinonyangadza zvako zvichava pakati pako; zvino muchaziva kuti ini Jehovha ndinorova.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ziso raŋgu hariŋgapembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀakafanira nzira dzako; ɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ini Jehova ndinoroʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako idzodzo nezvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pauchazoziva kuti ini ndini Tenzi anorova.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako idzodzo nezvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pauchazoziva kuti ini ndini Tenzi anorova.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Handizombokunzwiri ngoni kana kukuponesa; ndichakutsiva zvakafanira mafambiro ako nezvinyangadzo zviri pakati pako. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha ndiri kukurova. Viz kapitola |