Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Iwe, Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yaIsiraeri, ‘Kuguma, kuguma kwasvika pamakona mana enyika.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Iwe, mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova kunyika yaIsraeri: Kuguma, kuguma kwaȿika pamakona manna enyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yeIsraeri: Kuguma! Kuguma kwasvika kumativi mana enyika.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy