Ezekieri 48:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Pamuganho waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimeoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pamuganho waBenjamini, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Simeoni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaBhenjamini kubva kumabvazuva kusvika kumavirira. Viz kapitola |